Loading...

Download
  • Genre:Others
  • Year of Release:2024

Lyrics

Zverudo zvacho hazvishande

Zvekujola futi hazvishande

Panoda ini newe tande

SaPastor neSunday

Baby ndati hande


Say no

Say no

Inzwa inini baby

Rudo rwako nderwe munhu one

Saka chingoda ini ndiri one

Ndati inini say no

Inzwa inini baby

Kunyange vakauya nema bugatti

Ita rudo rwako nderwe munhu one


Usipo renge ratovende

Pasina mari zvinhu zvacho hazvishande

Pasina mari ini ndotokaka tende

Shiri dzemudendere

Inga wani dzinoita yadzinoita

If you wish I can link you nemachembere

Tiri two tichiita yatinoita

Ndiudze zvaunoda baby handifembere

Yea yea yea!


Say no

Say no

Inzwa inini baby

Rudo rwako nderwe munhu one

Saka chingoda ini ndiri one

Ndati inini say no

Inzwa inini baby

Kunyange vakauya nema bugatti

Ita rudo rwako nderwe munhu one


Ndaida ini tiende

Kure kure baby

Kusina vanhu, yeah

Coz vazhinji vanovhiringa

Patenge takunangisa

Asi ndinokuvimbisa

Nekuti ndokudisisa

Murudo wotodhipisa

Kwandiri usa limita

Shuga ramba uchidonha

Usavaterere

Yea yea yea!


Say no

Say no

Inzwa inini baby

Rudo rwako nderwe munhu one

Saka chingoda ini ndiri one

Ndati inini say no

Inzwa inini baby

Kunyange vakauya nema bugatti

Ita rudo rwako nderwe munhu one


Usipo renge ratovende

Pasina mari zvinhu zvacho hazvishande

Pasina mari ini ndotokaka tende

Shiri dzemudendere

Inga wani dzinoita yadzinoita

If you wish I can link you nemachembere

Tiri two tichiita yatinoita

Ndiudze zvaunoda baby handifembere

Yea yea yea!


Say no

Say no

Inzwa inini baby

Rudo rwako nderwe munhu one

Saka chingoda ini ndiri one

Ndati inini say no

Inzwa inini baby

Kunyange vakauya nema bugatti

Ita rudo rwako nderwe munhu one


Yea-yea

Drozky

+

      -   or   -

      -   or   -

      NG +234
          -You can log in via below methods-
          Reset password via e-mail
          -or-
          Reset password via e-mail
          If you have any questions, please feedback on Boomplay App or send an email to [email protected].

          Please Select A Playlist

          Add New Playlist

          Share on

          Embed: Love & Light EP

          Custom Size :

          • Default
          • Desktop(300*600)
          • Mobile(300*250)

          Type :

          • HTML/HTML5 (WordPress Supported)
          Get Boomplay Premium
          for
          Payment Method
          Pay With
            Review and pay
            Order Date
            Payment Method
            Due Today
            Flutterwave
              Subscription Successful

              Congratulations! You have successfully activated Boomplay 1 Month Premium.

              Now you have access to all the features of Boomplay App.
              Payment Failed

              Please check your balance and then try again.

              You'll lose your subscription if we don't have a working payment method for your account, so please check your payment details.
              Need help? Contact Boomplay Subscription Support.
              Payment Processing...
              10 s

              Payment is being processed by . Please wait while the order is being comfirmed.

              Payment Processing
              Your order is processing, and it may take up to a few days for the service provider to handle your payment. Please kindly stay tuned and check your order status in ‘User Center’.
              About Order Status