Ndozvandiri ft. Tricky Lyrics
- Genre:Others
- Year of Release:2024
Lyrics
Ndozvandiri
It's tricky, tricky
Yeah eh eh eh eh ehh
I don't waste time (handitambise nguva)
I don't waste time (handitambise nguva)
I don't waste time (handitambise nguva)
Eyy, ukuona chii mwana akandiona
Mutonazi iri monazi, it was a coincidence,
Until she saw me the second time (time)
Pa Village (village), the third time we talked
Izvezvi atori mu dm (mu dm) atori mu dm
Nekuty, Ndozvandiri (ndozvandiri)handiite slow padhiri (padhiri)
Mwana akanakirwa chopazi (chopazi) nekuty inini ndine
skiri(skiri),Eyy Ndozvazviri (zvazviri)handiite slow padhiri (padhiri)mwana
akakabira chopazi (chopazi), mwana aka nakirwa chopazi ii ihhh
Hona mwana andida (mwana andida ha ahh)
Vana vanondida (vanondida ahh)
Hona mwana andida (ndida ndida ndida ha ahh)
Vana vanondida (vanondida ha ahh)
Hee, handitambise nguva (handii) paku liner mwana
Handitambise nguva (handii) pakutsotsa mwana
Handitambise nguva paku belivisa ha ahhh
I don't waste (I don't waste)time
I don't waste (I don't waste)time
I don't hey
Nekuty ndozvandiri (ndozvandiri)
Ndozvandiri (ndozvandiri)
Ndozvandiri (ndozvandiri)
Hee eh eh ehhh
Ndozvandiri handiite slow padhiri
Mwana akakabira chopazi mwana akanakirwa
chopazi
Nekuty, Ndozvandiri (ndozvandiri)handiite slow padhiri (padhiri)
Mwana akanakirwa chopazi (chopazi) nekuty inini ndine
skiri(ndine skiri),Eyy Ndozvazviri (zvazviri)handiite slow padhiri (padhiri)mwana
akakabira chopazi (chopazi), mwana aka nakirwa chopazi ii ihhh
Moyo wake wajamba (wa jamba)
Moyo wake watamba (wa tamba ahh)
Asanga neni (neni iihhh)
It's Tricky, it's Tricky
I'm tricky in a straight forward way