Loading...

Download
  • Genre:Hip Hop & Rap
  • Year of Release:2024

Lyrics

Aaa aha aha aha aha


Vasikana vemuguta kunge Anita Jackson

Ndakazama kumbonomubvuta kubva ndapinda muaction

Mhandara dzemuguta haumbodziguta dzizere

Zingizi gonyera pamwe maroses haambopere

Hanzi zvinhu zvakasunga, pakuda dzinosunda

Mhare dzinokunga, pfuti dzine hunga

Vaskana vemuguta vakuda kundijuta mashereni...

Hanzi muguta yango mhere

Vaskana vemuguta vanoruta mapere

Kushamisika kane magore gumi nemasere

Vaskana vemuguta havana kupusa imheni

Ukatamba pabasa vanokutema nemakeni

She gon tell you, you different from that other guy she dated

She gon tell you she busy cuse she back with him

She gon tell you she need, she gon tell you that she bleeding

She been around the block, she gon read you like a book


Sweet potato, you my sweet potato, you my sweet potato

Sweet potato, kinda hard to let go, bougie but she ghetto

You got potential, shawty got potential, show me your potential

Sweet potato, you my sweet potato,you my sweet potato


Ndipe chimbambaira chiri mupoto, dondipa chimbambaira chiri mupoto

Ndipe chimbambaira chiri mupoto, ndipe chimbambaira chiri mupoto

Chimbambaira chiri mupoto, dondipa chimbambaira chiri mupoto

Ndipe chimbambaira chiri mupoto, ndipe chimbambaira chiri mupoto


Nhasi tine mhandara vasikana vanogeza

Mhando dzacho, body shape kunge vakavezwa

Vatsvuku kunge mbuya vangu Charwe vekwaCheza

Domboshava, muera Shava, usina mari wachepa

Nhasi tine mhandara vasikana vakanaka

Vaskana vatema vakanaka ndatenda zvangu

Mhenya yangu, seke mutema unopenys

Chako kukanga chete mamoyo, nzungu ndamenya zvangu

You my sweet potato, my shawty my sweet potato

Everybody feeling special, it don't matter if you ghetto

Shawty got potential, lil shawty, you got potential

You the one I wanna ride with till they take me to my maker

You my sweet potato, my shawty, my sweet potato

Everybody feeling special, it don't matter if you ghetto

Shawty got potential, lil shawty you got potential

You the one I wanna ride with till they take me to my maker


Sweet potato, you my sweet potato, you my sweet potato

Sweet potato, kinda hard to let go, bougie but she ghetto

Got potential, shawty got potential, show me your potential

Sweet potato, you my sweet potato, you my sweet potato


Ndipe chimbambira chiri mupoto, dondipa chimbambaira chiri mupoto

Ndipe chimbambaira chiri mupoto, ndipe chimbambaira chiri mupoto

Chimbambaira chiri mupoto, dondipa chimbambaira chiri mupoto

Ndipe chimbambaira chiri mupoto, ndipe chimbambarira chiri mupoto


Kakandibatisa pasi, kakandirova ndare

Ndakanodane nhare kumusha, takanopane nhumbi

Akanditsara Jasi Mayor, akanditsara njani

Akati hauna lamborghini, akati hauna mari

Ndakaponera Pari, ndakanobatwe pfari

Ndakapukutwa mari rasta zvisiri necessary

Ndaida kujuta yellowboni, chiskiri legendary

Kakanoputsa hari rasta, zuva reanniversary


Ndakapukutwa mari rasta zvi

Ndakapukutwa mari...

+

      -   or   -

      -   or   -

      NG +234
          -You can log in via below methods-
          Reset password via e-mail
          -or-
          Reset password via e-mail
          Feedback on resetting password
          * It may take a longer time

          Please Select A Playlist

          Add New Playlist

          Share on

          Embed: Love & Light EP

          Custom Size :

          • Default
          • Desktop(300*600)
          • Mobile(300*250)

          Type :

          • HTML/HTML5 (WordPress Supported)
          Get Boomplay Premium
          for
          Payment Method
          Pay With
            Review and pay
            Order Date
            Payment Method
            Due Today
            Flutterwave
              Subscription Successful

              Congratulations! You have successfully activated Boomplay 1 Month Premium.

              Now you have access to all the features of Boomplay App.
              Payment Failed

              Please check your balance and then try again.

              You'll lose your subscription if we don't have a working payment method for your account, so please check your payment details.
              Need help? Contact Boomplay Subscription Support.
              Payment Processing...
              10 s

              Payment is being processed by . Please wait while the order is being comfirmed.

              Payment Processing
              Your order is processing, and it may take up to a few days for the service provider to handle your payment. Please kindly stay tuned and check your order status in ‘User Center’.
              About Order Status