ITAIWO NDIONE Lyrics
- Genre:Others
- Year of Release:2024
Lyrics
INTRO
Kuchibhorani kana mvura yaenda, Ndichakutaimira kuchibhorani hmm
VERSE
Ishe dai mationa patinokanganisa
Vanhu kadzi vachipfuura patinotarisa
Hobho zvatenge tichida kugadzirisa
Hobho zvatenge tichida kutovharisa
Ndirikuda asi nyama inoramba iyi
Ndirikutya ini pandinofamba ini
Ndega handioni hooo
Ndosaka ini ndanyora tsamba ini
CHORUS
Kudenga kunoenda vakaitei haaaa
kuti ndiwane favour panyika pano ndoitei haa
Saka itai kuti ini ndione
Pandinotsika Ishe ini handione
Ndega kugona handigoni
Pandifona wo dairai phone
VERSE
Ishe iri kushupika shupika nyama
Itai mundikundise pandizama
Pandino donhawo ka mondigama
Ishe mondinzvengesewo ka minyama
Top shata randinofamba naro ndi nyax
Saka itai mumuchengetewo ka nyax
Parikubvira moto apa hapadi akachipa apa
Tsvagai monya panoda akasimba apa
CHORUS
Kudenga kunoenda vakaitei haaaa
Kuti ndiwane favour panyika pano ini ndoitei haa
Saka itai kuti ini ndione
Pandinotsika Ishe ini handione
Ndega kugona handigoni
Pandifona wo dairai phone
VERSE
Ishe dai mationa patinokanganisa
Vanhu kadzi vachipfuura patinotarisa
Hobho zvatenge tichida kugadzirisa
Hobho zvatenge tichida kutovharisa
Ndirikuda asi nyama inoramba iyi
Ndirikutya ini pandinofamba ini
Ndega handioni hooo
Ndosaka ini ndanyora tsamba ini
CHORUS
Kudenga kunoenda vakaitei haaaa
Kuti ndiwane favour panyika pano ini ndoitei haa
Saka itai kuti ini ndione
Pandinotsika Ishe ini handione
Ndega kugona handigoni
Pandifona wo dairai phone