Machinda Lyrics
- Genre:Hip Hop & Rap
- Year of Release:2024
Lyrics
Inini inini ndikudiwa saMebho
Ndiri kuturner matable, ndikuseta malevel
Machinda
Machinda
Munopera machinda machinda, mazvinzwa
Munopera mazvinzwa
Mukavenga maNinja
Makutsoma Olinda
Machinda Machinda
Nguva yakachinja, tachinja
Mazvinzwa
Munopera maNinja
Munopera mazvinzwa
Munovenga maNinja
Kukuudza, kusakudza zvakango fanana
Kwedu vaka batana vano danana
Nondona kwabatana
Asi mari hadzisi kubatana
Muti hausi kunganwa asi demo rakanganwa
Neni hatichanzwanane masinte taimbo panana
Ndaitomuda maGooooo
Tangachona soccer naChicha Mabvuuuku
Kunge mwana mucheche vaku chemera baboo
Haitisi kuita mahumbwe tairava mabook
Mukoma munotsvedza mukabvurara shanguu
Ndika tsamwa hazvipere mushe
Hama dzangu muswere mushe
Ndakadhakwa musandi shushe
Pfungwa dzangu hadzitore mushe
Pamatero handi teremuke
Ndavakuda handi suduruke
Ngoma dzaita ndigunduruke, ndikwadabuke
Ghetto 2 pac
Vachikaba ini ndaimwa Super
Ndakatenga, vaiti ndaiani akupa
Vese vaiti iwe ndiani akupa
Wazoo mpila mancha
Ta gone killer manta
Manzi hamuna mante
Kwado ntera ndenta
Vaida kuti bira tarenda
Have nice day
How can l stay
Where can l stay
Ndaivenga mabook mama
Dzidzisai Sir
Ndaisaenda kuchurch mama mufundisi arisei?