Ngatidzokerane Lyrics
- Genre:Soul
- Year of Release:2024
Lyrics
Ngatidzokerane - Young Gemini
...
Ndakusuwa wandisuwa woye
l can tell and u know kuti zviriko
une munhu wako ndine wangu woye l can tell kuti hazvisi bhoe
mumwe wangu patichasanga Hana dzedu dzinoroverana
n u know kuti chinhu hwani chasara
kudzokerana kwasara chinhu one chete chasara
kudzokerana kwasara
Chorus
Saka ngatidzokerane patichasanga
lnini newe tinodanana ende tinonzwana ende ukutoda
Saka ngatidzokerane patichasanga
Ngatidzokerane patichasanga inini newe tinodanana ende tinonzwana ende ukutoda
Saka ngatidzokerane patichasanga
Siya munhu wakoooo oh
ndosiya munhu wanguu
nekuti ndiwe munhu wangu,inini ndini munhu wakoooo
Saka ngatidzokerane patichasanga inini newe tinodanana ende tinonzwana ende ukutoda Saka ngatidzokerane patichasanga
kuti ndikukanganwe zvinondiremera ,dayi ndataterera ndisina kuperera hona zvatava
tirikukanganisa vanotidaa
tovarwadzisa tichidzokerana zvinonyadzisa takaperera
chinhu one chete chasara
kudzokerana kwasara
chorus
Saka ngatidzokerane patichasanga, inini newe tinodanana ende tinonzwana ende ukutoda Saka ngatidzokerane patichasanga patichasanga patichasanga ah