Loading...

Download
  • Genre:Others
  • Year of Release:1993

Lyrics

Unoda kuti ndiite zvaunoda iwe

Handingazvigoni zvaunoda iwe ka

Unoda kuti ndiite zvaunoda iwe

Zvakandiwomera zvaunoda iwe ka

Unoda kuti ndiite zvaunoda iwe

Handizvikwanise zvaunoda iwe ka

Unoda kuti ndiite zvaunoda chete

Kwete ini zvandinodawo ka

Mumwe nemumwe anoita zvaanokwanisa

Kwete nhingi zvaanoda ka

Mumwe nemumwe anoita zvaanogona

Kwete nhingi zvaanoda ka

Unoda kuti ndiite zvaunoda iwe

Handingazvigoni zvaunoda iwe ka

Unoda kuti ndiite zvaunoda iwe

Handingazvigoni zvaunoda iwe ka

Unoda kuti ndiite zvaunoda iwe

Handingazvigoni zvaunoda iwe ka

Unoda kuti ndiite zvaunoda chete

Kwete ini zvandinodawo ka

Mumwe nemumwе anoita zvaanokwanisa

Kwete nhingi zvaanoda ka

Mumwe nеmumwe anoita zvaanogona

Kwete nhingi zvaanoda ka

Unoda kuti ndiite zvaunoda iwe

Handingazvigoni zvaunoda iwe ka


Wotovhunza iye waunodana naye

Kwete iniwo handingazvigone

Wotovhunza dhiya waunodana naye

Kwete iniwo handingazvigone

Zvinondinetsa zvaunoda iwe

Kwete iniwo handingazvigone

Zvakandiwomera zvaunoda iwe

Kwete iniwo handingazvigone

Wotovhunza iye waunodana naye

Kwete iniwo handingazvigone

Imi ndimi munoziva maresvero angu ose

Ndichagodini ndakaitwa materu enyu ka

Imi ndimi munoziva maresvero angu ose

Ndichagodini ndakaitwa materu enyu ka

Kuresva ndekwangu ini, kurera inda inondisveta ropa

Kuresva ndekwangu ini, kusenga inda inondisveta ropa

Better kuiwuraya


Ndinatse seiko monditsindika

Mai vaChipo here muchandiurayisa

Mai vaChipo imi muchandiurayisa

Ndiwe Chipo here uchandiurayisa

Ndiwe Chipo here uchandiurayisa

Ndiwe Chipo here uchandiurayisa

Ndiwe Chipo here uchandiurayisa


Ndinatse seiko monditsindika

Kuve muroora kuchandiurayisa

Ndave mukwasha zvichandibayisa

Mai vaChipo here muchandiurayisa

Mai vaChipo imi muchandiurayisa

Mai vaChipo here muchandiurayisa

Mai vaChipo here muchandiurayisa

+

      -   or   -

      -   or   -

      NG +234
          -You can log in via below methods-
          Reset password via e-mail
          -or-
          Reset password via e-mail
          Feedback on resetting password
          * It may take a longer time

          Please Select A Playlist

          Add New Playlist

          Share on

          Embed: Love & Light EP

          Custom Size :

          • Default
          • Desktop(300*600)
          • Mobile(300*250)

          Type :

          • HTML/HTML5 (WordPress Supported)
          Get Boomplay Premium
          for
          Payment Method
          Pay With
            Review and pay
            Order Date
            Payment Method
            Due Today
            Flutterwave
              Subscription Successful

              Congratulations! You have successfully activated Boomplay 1 Month Premium.

              Now you have access to all the features of Boomplay App.
              Payment Failed

              Please check your balance and then try again.

              You'll lose your subscription if we don't have a working payment method for your account, so please check your payment details.
              Need help? Contact Boomplay Subscription Support.
              Payment Processing...
              10 s

              Payment is being processed by . Please wait while the order is being comfirmed.

              Payment Processing
              Your order is processing, and it may take up to a few days for the service provider to handle your payment. Please kindly stay tuned and check your order status in ‘User Center’.
              About Order Status