Dai Ukadhumwa Nemota Lyrics
- Genre:Hip Hop & Rap
- Year of Release:2024
Lyrics
Ndozviziva waka
Rwadzisana nema ex ako
Pamwe haisi mhosva yako
Asiwoka semunhu
Waifana kutora nguva yako
Uchigadzirisa moyo wako
Coz inini ndava victim
Yetuma games twako
Wandiratidza kuti hakuna one love
Sometimes i got me thinking
Chandakatadza chiyi?
My one and only left bleeding
Saka ini ndoti dai ukadhumwa
nemota
(Dai ukadhumwa ne mota)
Ende futi ndoti dai ukawana anokutyora
Zvienzane nezvawakandi itawo
I was new to love eh
Moyo wakachena
She was really sweet eh
Mwana ndaimuTemba
Uku vana Mliswa haiwa vaimutema
Eh aiwa vaimu
I gave you all the love
I gave you everything i had
Kana zvaisakwana unga
Dai wakandi siya ndega
Back then tichangotanga
Tisati taenda further
Back then tichangotanga
Ndisati ndaover invester
But you played me
And you drained me
Then you left me
Ndiri broken
You called me crazy
And insecure
Uchindiita sick
Izvezvi ndaakurwara nemoyo
Saka dai ukadhumwa nemota
(Dai ukadhumwa ne mota)
Ende futi ndoti dai ukawana anokutyora Ahhhh
(Yeah yeah yeah)
Mumwe wangu dai ukadhumwa nemota
(Dai ukadhumwa nemota)
Ende futi ndoti dai ukawana anokutyora aaaah
Zvienzane nezvawakandi itawo