Ndiwe Lyrics
- Genre:Others
- Year of Release:2024
Lyrics
All my life
I've been searching for you
Ndofara, zvandakuwana zvino, eh, eh
Baby, ndiwe uri pamoyo
Ndiwe uri mupfungwa
Ndiwe wandinoda
Zveupenyu wese, eh, eh, eh
Ndiwe uri pamoyo
Ndiwe uri mupfungwa
Wandinoda
Zveupenyu wese, eh
Ndiwe wandinoda, newe ndinodada
Never falling short
In my life uri ngoda
Baby uri hot, kundibata kunge tot
Hanzi ne boys ndakadyiswa
And i'm yelling why not
Coz, baby ndozvibvunza
Kuti wakabva nepiko
Kuita kundipinda kunge ma walls eJericho
I want you in my life
Ipapo I'm very sure
I want you in my life
Ipapo I'm very sure
Parudo, baby ngati tarise mukati
Vese varipanze vano hurter mukati
Handingarare panze
Iwe uri mukati
Coz, ndiwe uri pamoyo
Pa center, mukati
Baby, ndiwe uri pamoyo
Ndiwe uri mupfungwa
Ndiwe wandinoda
Zveupenyu wese, eh, eh, eh
Ndiwe uri pamoyo
Ndiwe uri mupfungwa
Wandinoda
Zveupenyu wese, eh
Nemoyo ndakakusarudza
Ndongokuda nyangwe zvika shanduka
Ndada iwe, iwe, iwe
Hadidi mumwe, eh
Ndada iwe, iwe, iwe, eh, eh
All my life
I've been searching for you
Ndofara, zvandakuwana zvino, eh, eh
Baby, ndiwe uri pamoyo
Ndiwe uri mupfungwa
Ndiwe wandinoda
Zveupenyu wese, eh, eh, eh
Ndiwe uri pamoyo
Ndiwe uri mupfungwa
Wandinoda
Zveupenyu wese, eh
Ndiwe uri pamoyo
Ndiwe uri mupfungwa
Ndiwe wandinoda
Zveupenyu wese, eh, eh, eh
Ndiwe uri pamoyo
Ndiwe uri mupfungwa
Wandinoda
Zveupenyu wese, eh
Don't you worry ndichakuda
Zvaunoda ini ndichakupa
Ndichakupa zvaunoda
Ini ndichakuda
Don't you worry ndichakuda
Zvaunoda ini ndichakupa, ah
Ndichakupa zvaunoda
Ini ndichakuda