Mabvazuva ft. Alpha Lyrics
- Genre:Others
- Year of Release:2024
Lyrics
Chiedza
Testimonies
Rimwe zuva tichakunda
Rimwe zuva tichabuda
Testimonies
Rimwe zuva tichakunda
Muguruva tichabuda
Tichapupura, idzo nhamo dzedu
Patichakundiswa
Tichapupura, idzo nyaya dzedu
Patichakundiswa
Toringe kumabvazuva
Tinoda chiedza
Toringe kumabvazuva
Kunobva chiedza
Toringe kumabvazuva iwe iwe
Tinoda chiedza
Toringe kumabvazuva ah
Kunobva chiedza
Toringe kumabvazuva
Chiedza
Toringe kumabvazuva iwe iwe iwe
Chiedza
Toringe kumabvazuva
Chiedza
Toringe kumabvazuva ahh ha
Chiedza
Yeah yeah
Eya
I know ndinotaika Baba
mukufamba mumugwagwa
Vamwe vachitoti ndiri gamba,
Ishe munoziva zvakahwanda,
Ndosaka ndichiuya
Pese pandinotaika
Hukama hwangu nemi mugobinder
Ndisafarisa
Munondiguider aaa...
Ndosaka ndichiimba...
Ndapupura
Testimonies
Rimwe zuva tichakunda
Rimwe zuva tichabuda
Toringe kumabvazuva
Tinoda chiedza
Toringe kumabvazuva ah
Kunobva chiedza
Toringe kumabvazuva iwe iwe
Tinoda chiedza
Toringe kumabvazuva ah
Kunobva chiedza
Toringe kumabvazuva
Chiedza
Toringe kumabvazuva iwewe
Chiedza
Toringe kumabvazuva
Chiedza
Toringe kumabvazuva ahhh
Chiedza
Ingoriwo nguva
Nguva
Zvichaita zvatino shuwa
Shuwa
Mwari vachatipawo mukana
Rakajeka redu ramangwana
Zvatairota zviya tozviwana
Nekuti
Energy
Tichafeeler energy
Enemy
Vachafeeler maenemies
Ah
Mwari vatipa remedy
Vachafara maparents
Ticha share mamemories
Tichashare ma memo
Aaah heyi yeaah, Heyi yeah
Mwari weDenga takumbira
Aaah heyi yeaah, Heyi yeah
Chovhenekera iwe neni
Aaah heyi yeaah, Heyi yeah
Chiedza
Toringe kuMabvazuva!