Hello My Ex ft. Winnie Zhakata Lyrics
- Genre:Others
- Year of Release:2024
Lyrics
Hello hello hello
Hello my ex
Kurisei ikoko
Zvawafona ah
Kwakanaka here
Kurisei ikoko
Ndati hello my ex
Kurisei ikoko
Zvawafona ah
Kwakanaka here?
Ndingakubatsira neiko?
Ndakanzwa kuti wakachata
Ndafona kuti nditi makorokoto baba mwana
Asi musakanganwe mwana wedu Haachaenda kuchikoro
Ndakanzwa kuti wakachata
Ndinoti makorokoto
Asi usakanganwe mwana wedu
Haaachaenda kuchikoro
Hapana chaakatadza mwana
Ngaasafire kukonana kwedu
Ngatimuchengete
Ngatimuriritire
Dakara akura
Hapana chaakatadza mwana
Ngaasafire kukonana kwedu
Ngatimuchengete ngatimuriritire
Dakara akura
Ko ane bhutsu here?
Aiwa haana
Ko ane shangu here?
Aiwa haana
Ko kana juzi muchando muno?
Aiwa kwete
Ngatiite serious
Izvi zvinoera
Zvinoshamisa
Zvinotyisa
Zvinonyadzisa
I can do better
Sure surely better
I have to take care of my child
Hello hello hello
Hello my ex
Kurisei ikoko
Kwakaoma kani kwakaoma
Zvawafona kwakanaka here
Kurisei ikoko
Hakuna chiriko hakuna
Hapana chaakatadza mwana
Ngaasafire kukonana kwedu
Ngatimuchengete
Ngatimuriritire
Dakara akura
Hapana chaakatadza mwana
Ngaasafire kukonana kwedu
Ngatimuchengete
Ngatimuriritire
Dakara akura