![Zviroto](https://source.boomplaymusic.com/group10/M00/01/30/ab6f378201f74cf2a27714a8163a2db0H3000W3000_464_464.jpg)
Zviroto Lyrics
- Genre:Hip Hop & Rap
- Year of Release:2023
Lyrics
Ndaitotsvaka zvangu maputi
Ndobva ndaona mwanasikana aiwa aiva pfuti
Ndine pata pata ndakachinja route
Ndichigaya ndakangwara but takasangana futi
Ahhhh iweeee
Ndipe number dzako
Akatenderera achindiratidza ma
Ndini pullo pullo kunge ndiri kutsvaka barcode
Ndikati uyu handisiye totoenda tese ku bandooo
The other side ye road anga akaparker mota
Zvikanzi it's my car but licence ndoyakashota
Ndikati ini ndinayo
Akabva andipasser makeys akati ndiwe urikusota
Ahh boys
Can you believe
Kana ari ma blessings mwari wangu i receive
Tichingopinda ka mumota akabva anditsvoda
Ndikaona kuti mwana arikutoda
Une curfew here
Hande paden shaa
Hande ka ku bando kune mageez
Ndakamutsa ndikatsika ndikamhanya ne benz
Maps ikandipa shortcut yekusvika paden
Tichisvika paden akandipasa ka ten
Hanzi unogona ku driver let's do it again
Ha baby are you ready
Ndanga ndaakubvunda i was not steady
One two three ndiri mukati mezi baddie
Ndakabva ndamubvunza kuti who's your daddy
Haa wangu i was dreaming
Alarm yakandimutsa i was dreaming
Ndanga ndakatota, ma wet dreams
Plus hakuna musikana akadai muno mu zim
Zviroto zvaingove zviroto
Zviroto zviroto zvaingove zviroto
Apa ndakapepuka ndaakuda kutora photo
Haaa zviroto zvaingove zvirotoo