Chihera ft. Yehoshua Lyrics
- Genre:Gospel
- Year of Release:2023
Lyrics
"Haaa waona nyika shamwari"
"South Korea!"
-Laughing-
"Haaaa waenda, haa kachana chaiko chaiko"
"Eyy"
"Haa but unototi paite kunge padhuze"
"Nekutaurawo nesu akomana"
"Tisazonyanye kusurukirwa"
"Umm saka inguvai ikoko hausati wandipindura?"
"Ezvineizvi Inguvai?"
Oh
I remember tiri paden naMhomz
Tichinamatira kuti Mwari dai zvangoitawo
Dzaingova shungu, tsamba kuMukuru
Vashandure zvinhu zvaka sticker
Mhai, minamato yenyu Mhai imi
Yakandirerutsira mutoro, ah
Magoni akazaruka
Hanzi naChihera
"Gotwe rangu zarurai nzira kunyangwe panoyera!"
Hanzi naChihera!
"Dangwe rangu dururai Nyasha kunyangwe panorema!"
Uhh Chihera!
Kunyangwe ndiri kure,
Muminanato yenyu Amai....
Musandikanganwe, Musandikanga..
Kanganwe
Musandikoshiwe, Musandikanga...
Kanganwe
Minamato yenyu Mhai
Inorerutsa zvinondiremera
Pamabvi enyu Mhai
Panokakata zvinondikurira
I am not alone I know it
I am the man you made me
Mumandigwira mkono wanga
When you see me falling
Zinthu zikalimba
Chikono chanu ndi mafuta kufewesa mtima
I am married now
I got a wife now
and Thanks to you Mama
Mumandipephelera all the days
you have have been a fighter!
Kulakhula mchi Shona ati ndinu Chihera
"Speaking in Shona, Mother you are Chihera"
I Put it back in Chichewa mamahi ndinu Mlera
"Put it back in Chichewa, Mother you took care of us!"
Hanzi naChihera
"Gotwe rangu zarurai nzira kunyangwe panoyera!"
Hanzi naChihera!
"Dangwe rangu dururai Nyasha kunyangwe panorema!"
Uhh Chihera!
Kunyangwe ndiri kure,
Muminanato yenyu Amai....
Musandikanganwe, Musandikanga..
Kanganwe
Musandikoshiwe, Musandikanganwe
Minamato yenyu Mhai
Inorerutsa zvinondiremera
Pamabvi enyu Mhai
Panokakata zvinondikurira
Musandikanganwe, Musandikanga
Ah ah nwe
Musandikoshiwe, Musandikanga
Ah ah nwe
Minamato
Yenyu!
Inondirerutsira mutoro
Mutoro..
Chihera imimi.
Mabrother Anoda Jesu!