![Pano](https://source.boomplaymusic.com/group10/M00/12/08/edd9d8a9413a43e7a9efcd6e8c134345_464_464.jpg)
Pano Lyrics
- Genre:Soul
- Year of Release:2023
Lyrics
Chandongoda kukuona nguva nenguva
Ndiwe waka uya nemwenje
Wakauya nezvinopenya penya
Ah
Saka usambotya
Hello munda ndewako
Ndiwe unotonga pano
Pamusha pano pamusha
Saka usambotya
Hello munda ndewako
Ndiwe unotonga pano
Pamusha pano pamusha
Nekuti munhu mumwe
Haangagari ega
Ndakasarudza iwe my shawty
Chiita easy come dhuze
Vanokunetsa ndiudze
My baby
Ini ndini one rako soldier ndomira newe
Ndingakusiira ani
Une rudo rwakawandisa
Ndinewe ugere tiri tese
Saka usambotya
Hello munda ndewako
Ndiwe unotonga pano
Pamusha pano pamusha
Saka usambotya
Hello munda ndewako
Ndiwe unotonga pano
Pamusha pano pamusha
Nekuti munhu mumwe
Haangagari ega
Ndakasarudza iwe my shawty