Mudariro Lyrics
- Genre:Others
- Year of Release:2023
Lyrics
Wandipinza mudariro
Ndiwe wandipinza, mudariro
Pauno shaker wandipinza mudariro
Pauno tamba wandipinza mudariro
Uri mukombe ndakupa mudariro
Ahhhhhh mudariro
Unombonzani koiwe, wauya nani koiwe
Can i dance with you
I like your moves
The way that you shaking your body
Munhu wese you got all the 'ttention
I'm gonna stick to you like glue
Vawanda vava kuda
Mmmmm you got an amazing sexy body
When you move, when you move
Mmmm ndakunzwawo kuda (your body)
Mmmm ndakunzwawo kuda
Kutamba itsvarakadenga iyo
Inotamba iyo, ndoida
Yekedero
Ndoida yekedero
Yekedero yekedero
Wandipinza mudariro
Ndiwe wandipinza mudariro
Pauno shaker wandipinza mudariro
Pauno tamba wandipinza mudariro
Uri mukombe ndakupa mudariro
Ahhhhhh mudariro
Ehhhhhh mudariro
Pinda mudariro, pinda
Ngatikwidze ku VIP
Ndoda kutamba newe tiri covo yakuvhiringa
Vakudawo vakudawo
Its Dj Skillz around ah
Akuda kutora vese, aiwa
Ndasimbisa, halume
Tsoro ndaronga, hapinde
Snizzle beats is playing
Mukoma Rimo havasati vasvikwa
Carter gotta give some pulo pulo x2
Pulo pulo pulo pulo pulo
Mwana atambe
She wants to dance
Shaking the ground, earthquake
Pulo pulo pulo
Ndakunzwawo kuda ini
Ndakunzwawo kuda, kutamba
I'm dancing all night
Wandipinza mudariro
Ndiwe wandipinza mudariro
Pauno shaker wandipinza mudariro
Pauno tamba wandipinza mudariro
Uri mukombe ndakupa mudariro
Ahhhhhh mudariro
Ehhhhhh mudariro
Pinda mudariro, saka pinda
Wandipinza mudariro
Ndiwe wandipinza mudariro
Pauno shaker wandipinza mudariro
Pauno tamba wandipinza mudariro
Uri mukombe ndakupa mudariro
Ahhhhhh mudariro
Ehhhhhh mudariro
Pinda mudariro, pinda mudariro
Tonight x3
Wazvivharisa iwewe
Wakanaka unotamba
Itsvarakadenga iyo
Ndoida yekedero
Ndoida yekedero
Ndoida yekedero
Ndoida yekedero
Mudariro