Usazondida Ndaenda Lyrics
- Genre:Reggae
- Year of Release:2023
Lyrics
Ndide nhasi
Ndaenda haisvike message
Chero mukavaka guva rinenge cottage
Kushonga maruva kunge hedge
Handidzoke
Usazondida ndaenda wanzwa machewe
Ko ndide nhasi ndione zvimwe ramangwana handirione
Usazondida ndaenda wanzwa machewe
Ko ndide nhasi ndione zvimwe ramangwana handirione
Eeeh ee ee eeh
Kunyangwe shamwari dziri far
(Dziri far)
Miririra zuva raunofa
(Zuva raunofa)
Ndivo vanoburitsa masofa
Asi vaisabatika paye pawaisuffer
Mukoma wangu wafa wanaka Munhamo uri 1 panhamo isadaka
Vanokuda wapinda padi pedhaka
Vachiti dzoka
Usazondida ndaenda wanzwa machewe
Ko ndide nhasi ndione zvimwe ramangwana handirione
Usazondida ndaenda wanzwa machewe
Ko ndide nhasi ndione zvimwe ramangwana handirione
Eeeh ee ee eeh
Ndofunga vakafa vanopopota
Pafacebook muchivaposter
Pavaida mari yekwadhokota maihwanda hwanda but panhamo uri chitopota
Chedu mawatch nguva ndeyaMwari
Kana uri wangu swedera shamwari
Huya kuno ndikutengere ndari tifare tiri vaviri tichafa tichiisiya mari
Usazondida ndaenda wanzwa machewe
(Wanzwa machewe)

Sky Blinks
Jah know
ShawnDee
Ehh eeeh yah