Loading...

Download
  • Genre:Others
  • Year of Release:2023

Lyrics

I hope unondifila zvema sure

Moyo wangu uri safe ndozvivhunza everyday

Ndaneta nema heartbreaks

Hope tirkumhanya mu same track


Lemme know

Nxaa ndiudze

Kut ndingaku truster hr ndiudze

Wafunga kundiramba iwe ndiudze

Wooo

Cz ndaneta neku rwadziswa


I hope hausi

Kunditambisira nguva

Uchinditengesa maruva

Kana uchiziva uchachinja

Gara wandisiya

Handidi kuzoita

Suicide

Ndiudze pane nguva

Zvese zvandikuda kunzwa

Cz murudo ndakapinda

Ndiwe wakandichinja

Please usaite

Goodbye


It's not like

Handisi kuku truster pa zvinhu zvacho

But katete tete ka moyo kacho

Ukazondirambawo umwe wangu

Chigumbu hachibve mumoyo mangu

Oh oh

Gara wandiudza no no no

Ukazondijumha ndoita low

Moyo ndatokupa chi treater boe

Msazondiitisa lose


I hope hausi

Kunditambisira nguva

Uchinditengesa maruva

Kana uchiziva uchachinja

Gara wandisiya

Handidi kuzoita

Suicide

Ndiudze pane nguva

Zvese zvandikuda kunzwa

Cz murudo ndakapinda

Ndiwe wakandichinja

Please usaite

Goodbye


Kana ukazofunga kundikangamwa

Ndaobva ndatosiya zvekudanana

Gaya kuudza vanhu takarambana

Apa ndaimboti ndiwe wangu 1 nxaa


Vanhu vari loyal havachawanikwa

Kutongoperera wotorwadziswa

Munhu wese atori pabarika

Tirikutoitiswa nhayka


I hope hausi

Kunditambisira nguva

Uchinditengesa maruva

Kana uchiziva uchachinja

Gara wandisiya

Handidi kuzoita

Suicide

Ndiudze pane nguva

Zvese zvandikuda kunzwa

Cz murudo ndakapinda

Ndiwe wakandichinja

Please usaite

Goodbye


Kana ukazofunga kundikangamwa

Gara wandiudza no no no

Usaite goodbye

+

      -   or   -

      -   or   -

      NG +234
          -You can log in via below methods-
          Reset password via e-mail
          -or-
          Reset password via e-mail
          Feedback on resetting password
          * It may take a longer time

          Please Select A Playlist

          Add New Playlist

          Share on

          Embed: Love & Light EP

          Custom Size :

          • Default
          • Desktop(300*600)
          • Mobile(300*250)

          Type :

          • HTML/HTML5 (WordPress Supported)
          Get Boomplay Premium
          for
          Payment Method
          Pay With
            Review and pay
            Order Date
            Payment Method
            Due Today
            Flutterwave
              Subscription Successful

              Congratulations! You have successfully activated Boomplay 1 Month Premium.

              Now you have access to all the features of Boomplay App.
              Payment Failed

              Please check your balance and then try again.

              You'll lose your subscription if we don't have a working payment method for your account, so please check your payment details.
              Need help? Contact Boomplay Subscription Support.
              Payment Processing...
              10 s

              Payment is being processed by . Please wait while the order is being comfirmed.

              Payment Processing
              Your order is processing, and it may take up to a few days for the service provider to handle your payment. Please kindly stay tuned and check your order status in ‘User Center’.
              About Order Status