Loading...

Download
  • Genre:Others
  • Year of Release:2023

Lyrics

Zvirimo mumoyo - Master H

...

ndakakura ndichi tambudzika

ndakarerwa nemari yepa musika

Mvura yekutambudzika painodzika

pamatama vanoti wakundikana kita

Asi zvinondirerutsa

Ndizvo zvinhu zvinoto ndipeputsa

Hapana anoyemura pandino natsa

vanhu vanongo pfura pandino potsa

asi zvirimo mumoyo

zvirimo mumoyo

Nekuti chinokanganwa

hausi muti chinokanganwa idemo

Zvirimo mumoyo

zvirimo mumoyo

nekuti chinokanganwa hausi muti chinokanganwa idemo

mukukura ndasangana nezvinhu hobho

Maronda akandiwandira kunge jobho mbatya ndanga ndisina zvaingova zvikorobo

Vamwe vachindisunga semombe nechitorobho

kugara ndichingo bhega bhega

zvinhu zvese zvichindinetsa

Ndaidawo kuita swegar

kana kalife Kari bheta

ndaitengesa tufish mumastreets ndichipemha

Zvese ndozvi remember

nepese pandairara nenzara

Asi zvirimo mumoyo

zvirimo mumoyo

nekuti chinokanganwa hausi muti chinokanganwa idemo

levels

zvirimo mumoyo

fantan

zvirimo mumoyo

nekuti chinokanganwa hausi muti chinokanganwa

Ndakura ndichi tambudzika

ndakarerwa nemari yepa musika

Mvura yekutambudzika painodzika

pamata aita wakundikana kita

Asi zvaindi rerutsa

ndizvo zvinhu zvaito ndipeputsa

Hapana ayiyemura pandai natsa

Vanhu vaingo repura pandai kodza

Asi zvirimo mumoyo

zvirimo mumoyo

nekuti chinokanganwa hausi muti chinokanganwa idemo

levels

zvirimo mumoyo

fantan

zvirimo mumoyo

nekuti chinokanganwa hausi muti chinokanganwa idemo

Similar Songs

+

      -   or   -

      -   or   -

      NG +234
          -You can log in via below methods-
          Reset password via e-mail
          -or-
          Reset password via e-mail
          If you have any questions, please feedback on Boomplay App or send an email to [email protected].

          Please Select A Playlist

          Add New Playlist

          Share on

          Embed: Love & Light EP

          Custom Size :

          • Default
          • Desktop(300*600)
          • Mobile(300*250)

          Type :

          • HTML/HTML5 (WordPress Supported)
          Get Boomplay Premium
          for
          Payment Method
          Pay With
            Review and pay
            Order Date
            Payment Method
            Due Today
            Flutterwave
              Subscription Successful

              Congratulations! You have successfully activated Boomplay 1 Month Premium.

              Now you have access to all the features of Boomplay App.
              Payment Failed

              Please check your balance and then try again.

              You'll lose your subscription if we don't have a working payment method for your account, so please check your payment details.
              Need help? Contact Boomplay Subscription Support.
              Payment Processing...
              10 s

              Payment is being processed by . Please wait while the order is being comfirmed.

              Payment Processing
              Your order is processing, and it may take up to a few days for the service provider to handle your payment. Please kindly stay tuned and check your order status in ‘User Center’.
              About Order Status