Hauparare Lyrics
- Genre:Hip Hop & Rap
- Year of Release:2020
Lyrics
Ndini ndi ndini zikustar
Ndini mambo
Four real
Achuh
Ndini zikustar ndini mambo
Manga majaira zvenyambo
This real life hadzizi ngano
Vacharova tsoka vese pano
Ndipe kah space ndichipinda
Ziva paumire kah muchinda
Hona vatete plus vavete
Seiko musina matyira
Maraps emurace handibatike
Shark kah mudziva handitangike
Kuridza ngoma kusvika idambuke
Samson mumuromo ko ungaitesei
Ndakasimba pama spits
No handikundike steppin in the field
Huh handitangike malines gone harder
No kumamvemve mamero ndakacheka
Ndikakanda futi panze
Ain't fragile, boi I don't tremble
This Qure for real ita stable
Ndangopinda and cuffed like popo
Vaita mhosva yekuimba zvinhu wrong wrong
Vakutsvaga kah clout paden vane drought
Inside they rot they fake n cold
No mine nobody yours
Handiite zvefakes I do Christian
Ndochimhanya deepaz kubva maksen
Maflows ndichichinja kunge Ben ten
Ain't givin no fuck
Amma prove em wrong
Y'all copy me boy close curtain
Their pro kwandiri isketch man
Ndiri zibeast, zidragon ndaspitta urimoto
Hanzi he can't be a person
Watchu sayin lil dawg
Um here for eternity dawg
Lip where your cash lil dawg
Ndongoda straight zhet
Am here for the bag bedzi
Zvingatinetse
Ndaspaka magetsi sezesa
Ndosaka vese vondizeza
Inguva yangu yemi later
Don't put me to be terminator
Huh, niggas maproducts
Havana ka serial
Vane mashowers havana kah arial
Sade kundikwikwidza
Ndokudya monaz
Early 2 minutes cereal
Vakanditsindira but ndapinduka
Mhanzi ikarira
Mese munovhunduka
Musandimisa ne1 vashanu kah
Beast ndaburuka
Ahuh
Wangu handipere mabars ndizere
Big dawg from the gettoh rega Ndihukure
Ndodzimba pamoyo mubhonzo munjere
Nyangwe shanu, tanhatu kana Vasere
Mopisa ikoko kunoku mupore
Totaura zvenyanzvi muchri pwere
Musade kuvhiringidza magitare
Kudenha kah nzou wangu hauparare