Handina Mari Lyrics
- Genre:Others
- Year of Release:2023
Lyrics
Babe inini ndinokuda asi
I just realize kuti handina mari
Yekukutengera masinhi
Zvaunoda
Kukuendesa out
Good food kuma restaurant
Kuma shoping malls
Kukuendesa kwaunoda
Chandinacho ndini
Anokufarira ndini
Ane rudo ndini
Anokurota ndini
Anokusuwa ndini
Anokufanga ndini
Waurikutsvaga ndini
Achazokuda ndini
Wawabira moyo ndini
Hakuna mumwe ndini
Ndiri pano ndini
Babe inini ndinokuda asi
I just realize kuti handina mari
Yekukutengera masinhi
Zvaunoda
Kukuendesa out
Good food kuma restaurant
Kuma shoping malls
Kukuendesa kwaunoda
Chishuwo dai waiona
Zviri mukati memoyo mangu
Zvimwe waizoziva
Kuti iwewe uri wangu
Kukuita wangu
Ndipo chete pane shungu dzangu
Iwe mudiwa wangu (wu, wu)
Babe inini ndinokuda asi
I just realize kuti handina mari
Yekukutengera masinhi
Zvaunoda
Kukuendesa out
Good food kuma restaurant
Kuma shoping malls
Kukuendesa kwaunoda
Babe inini ndinokuda asi
I just realize kuti handina mari
Yekukutengera masinhi
Zvaunoda
Kukuendesa out
Good food kuma restaurant
Kuma shoping malls