![Manyama](https://source.boomplaymusic.com/group10/M00/07/10/67ec7bdf06bf4943a04f479d0dd9b01a_464_464.jpg)
Manyama Lyrics
- Genre:Electronic
- Year of Release:2023
Lyrics
Tiri most, apa ndaona munenge maita last
Auya maDangerguys, Mc Praise, Nhubu Digital Digital
WemaNuff, Ridza beat let's party
Kune mabhiza maZimbabweans hoyo
Dobenya is vibing, Don family chiridza dey are whining oh oh
Light up let me see, kuti uri nyama mwana iwe
Shainai mabhebhi, mabeautiful ladies
Chillspot ine ndandi kuMashwede
Durban gozha kwaPam yeke yeke
Simudzai maoko maDangerguy ladies, isusu tinoku.....
Kunowanika Mc kune mabeby bho (manyama)
Vamwe vanofamba naKiddo (manyama)
Zim ladies muri hot (manyama),
Mirror ngarikuudze uripo, kunowanika Mc kune mabeby bho (manyama)
Vamwe vanofamba naKiddo (manyama)
Zim ladies muri hot (manyama)
Mirror ngarikuudze uripo, chiDangerguy
Ehe ndovanetsa seSocial media
Vanobaka kwese kunge sunshine, enda pafacebook twitter kana insta
MaQueens eRomaga maslender
Ehe matop class maquality, vatori -ne shave rekugeza mumentality
Manyama anotangira kubva pasixteen age, Nhubu kunosvika ku43
Kunowanika Mc kune mabeby bho (manyama)
Vamwe vanofamba naKiddo (manyama)
Zim ladies muri hot (manyama)
Mirror ngarikuudze uripo, kunowanika Mc kune mabeby bho (manyama)
Vamwe vanofamba naKiddo (manyama)
Zim ladies muri hot (manyama)
Mirror ngarikuudze uripo,ChiDangerguy
Wakaona anoku - poster munakidze bho nyama, isiri cheap type
Bho musiri 9
Nyama rakuyevedza go mkomana aha, isusu tokupinzai level (tiri must)
Vhunza HKD boss, ndivo vakanzi pombi kana kuti ndandi
MisRed
Tariro Gezi, Capetown Fafy
Nevamwe jahwi, ndisingakanganwe chiAfrican Queen Mabrijo
Kunowanika Mc kune mabeby bho (manyama)
Vamwe vanofamba naKiddo (manyama)
Zim ladies muri hot (manyama),
Mirror ngarikuudze uripo, kunowanika Mc kune mabeby bho (manyama)
Vamwe vanofamba naKiddo (manyama)
Zim ladies muri hot (manyama),
Mirror ngarikuudze uripo, chiDangerguy
WemaNuff, Ridza beat let's party
Kune mabhiza maZimbabweans hoyo
Dobenya is vibing, Don family chiridza dey are whining oh oh
Light up let me see, kuti uri nyama mwana iwe
Shainai mabhebhi, mabeautiful ladies
Chillspot ine ndandi kuMashwede
Durban gozha kwaPam yeke yeke
Simudzai maoko maDangerguy ladies, isusu tinoku.....
Kunowanika Mc kune mabeby bho (manyama)
Vamwe vanofamba naKiddo (manyama)
Zim ladies muri hot (manyama)
Mirror ngarikuudze uripo, kunowanika Mc kune mabeby bho (manyama)
Vamwe vanofamba naKiddo (manyama)
Zim ladies muri hot (manyama)
Mirror ngarikuudze uripo, chiDangerguy