Loading...

Download
  • Genre:Gospel
  • Year of Release:2023

Lyrics

Ah

Yeah

Yaive kwire dzike back and forth semuzerere

Till madana mukati mwana huya nditevere

Mukandisesekedza nemweya saDhuterere

Kungofunga kwamandibvisa zvapa muviri umerere

Ndiri pamupata vakandibata vaiti ndakapata

Vachinditsikirira sepatapata rekwaBata

Makandibvuta hupenyu hwangu bvamahuzora butter

Ropafadzo yenyu yaita vavengi vese vanzwe bhata

Suwo makavhura mukana ikaita chipata pata

Nyasha dzikageza jambwa nerushava shava

Kusimudza ruoko rwenyu mhandu dzikati kata kata

Gomborero svinu raita vagaye ndirikujata jata

WaJoze


Munoshanda 24/7 semoyo

Makandirindira makandirindira

Munoshanda 24/7 semoyo

Makandichengeta makandisvinurira

Mbiri yose ndeyenyu

Ndeyenyu ndeyenyu


Ahh

Im not clever kusatora mutoriro

Nenyasha dzakadai ndaienda nepiko

Munondibata nehunyanzvi kunge mbira dzenharira

hapana pandarira nenhamo makatarira

Munondidadisa

Vavengi vese makapfavisa

Vanondigara matare makanyadzisa

Ndaive husiku hutatu now ndapatika

Hhhaaa

Munondibata nice

Munondipa vibe

You paid the price

My future is bright

Rudo rwacho rwakadzika kunge tsime

ndoita chamunyurududu kunge Tea bag


Munoshanda 24/7 semoyo

Makandirindira makandirindira Ahaa

Munoshanda 24/7 semoyo muchengeti

Makandichengeta makandisvinurira

Mbiri yose ndeyenyu

Ndeyenyu ndeyenyu


Ahh

Panodzimba ndongoti murapi huyai

Zvichifaya kurwadza kudzwai

Kurwa kana kusarwa muri Mwari

Mbiri kwamuri nekuti muri Mwari

Munorindira neruzhowa rwemoto

Ndiri mwana wemoto

Handitembi nezvibhagera nematombo

Minamato inosvika handidi sadombo


Munoshanda 24/7 semoyo

Makandirindira makandirindira

Munoshanda 24/7 semoyo

Makandichengeta makandisvinurira

Mbiri yose ndeyenyu ndeyenyu

Ndeyenyu ndeyenyu

Ndeyenyu

Munondirindira

+

      -   or   -

      -   or   -

      NG +234
          -You can log in via below methods-
          Reset password via e-mail
          -or-
          Reset password via e-mail
          If you have any questions, please feedback on Boomplay App or send an email to [email protected].

          Please Select A Playlist

          Add New Playlist

          Share on

          Embed: Love & Light EP

          Custom Size :

          • Default
          • Desktop(300*600)
          • Mobile(300*250)

          Type :

          • HTML/HTML5 (WordPress Supported)
          Get Boomplay Premium
          for
          Payment Method
          Pay With
            Review and pay
            Order Date
            Payment Method
            Due Today
            Flutterwave
              Subscription Successful

              Congratulations! You have successfully activated Boomplay 1 Month Premium.

              Now you have access to all the features of Boomplay App.
              Payment Failed

              Please check your balance and then try again.

              You'll lose your subscription if we don't have a working payment method for your account, so please check your payment details.
              Need help? Contact Boomplay Subscription Support.
              Payment Processing...
              10 s

              Payment is being processed by . Please wait while the order is being comfirmed.

              Payment Processing
              Your order is processing, and it may take up to a few days for the service provider to handle your payment. Please kindly stay tuned and check your order status in ‘User Center’.
              About Order Status