
Kamwenje Lyrics
- Genre:Others
- Year of Release:2023
Lyrics
Ummm kamwenje
Mandibvutira kamwenje
Kuti dima rindimedze
Kuti dziva rindiyeredze
Ndangomirira kuyedze mambo
Iiii
Zvimwe imwe nguva
Kuchauya njiva
Yakatakura ruva
Yoisa paguva
Pamwe muchatuma
Mutumwa akarurama
Mondipa mazuva
Mondiwedzera nguva
Ndogoda kamwenje
Ndotya, ndotya
Ndaikumbira kamwenje
Handichaona
Kamwenje
Ndotya, ndotya
Hupenyu hwacho makasa
Anoziva ramangwana ishasha
Kana ini ndavate parupasa iii
Ndoti rangu ndakabate basa
Ndotya, ndotya
Zvimwe imwe nguva
Kuchauya njiva
Yakatakura ruva
Yoisa paguva
Pamwe muchatuma
Mutumwa akarurama
Mondipa mazuva
Mondiwedzera nguva
Zvimwe imwe nguva
Kuchauya njiva
Yakatakura ruva
Yoisa paguva
Pamwe muchatuma
Mutumwa akarurama
Mondipa mazuva
Mondiwedzera nguva
Ndogoda kamwenje
Ndotya, ndotya
Ndaikumbira kamwenje
Inombouya mweya yetsvina
Inongodzungaira nerama
Mwеya inongoomesa zvamakasima
Motumira moto unoririma
Baba inombouya mweya yetsvina
Inongodzungaira nеrima
Mweya inongoomesa zvamakasima
Motumira moto unoririma
Zvamuri bako rangu rekuwanda
Ndinomira naniko
She muri chitsitiro chinondivharira museve nenyere
Ndinomira nani
She zvamuri bako rangu rekuwanda mvura mawere
She muri chitsitiro chinondivharira museve nenyere
Ndinomira naniko
She
Pandinoenda husiku ndodzoka ndiri mupenyu here?
Kwandinorenda husiku ndodzoka ndiri mupenyu here?
Ndaikumbira kamwenje
Ndongoda kamwenje
Handichaona