![Teya Mariva](https://source.boomplaymusic.com/group10/M00/05/10/08e113e225ad4e89a8f1676ae3d95d33_464_464.jpg)
Teya Mariva Lyrics
- Genre:Others
- Year of Release:2023
Lyrics
Teya Mariva - Jah Prayzah
...
rwendo tofamba tiri mhomho,
handi vose vachasvika kum'cheto,
vanemoyo wedombo unorema,
muchatadza kubira zambuko.
rwendo tofamba tiri mhomho,
handi vose vachasvika kum'cheto,
vanemoyo wedombo unorema,
muchatadza kubira zambuko.
muchikungurutsa dombo,
zimoyo redombo,
uchanyura naro dombo,
ucharikungurutsa wega.
muchikungurutsa dombo,
zimoyo redombo,
uchanyura naro dombo,
ucharikungurutsa wega.
aiwa titurure kuipa muhana dzedu
aiwa tigadzirise kuresva kwe mabasa edu
nekuti pamwe mangwana - mangwana ahachauya.
aiwa titurure kuipa muhana dzedu
aiwa tigadzirise kuresva kwe mabasa edu
nekuti pamwe mangwana - mangwana ahachauya.
chorus
teya mariva utore mari
(teya mariva)
teya mari - teya mari
(teya mariva)
usangovenga vane mari
(teya mariva)
teya mari - teya mari
(teya mariva)
teya mariva utore maari
(teya mariva)
teya mari - teya mari
(teya mariva)
usangovenga vane mari
(teya mariva)
teya mari - teya mari
(teya mariva)
chiona oteya gokora,
waedza kuronga zvakona,
ndipo woguma woromba woroya,
tofa wosara wotamba kongonya.
muchikungurutsa dombo,
zimoyo redombo,
uchanyura naro dombo,
ucharikungurutsa wega.
aiwa titurure kuipa muhana dzedu
aiwa tigadzirise kuresva kwe mabasa edu
nekuti pamwe mangwana - mangwana ahachauya.
aiwa titurure kuipa muhana dzedu
aiwa tigadzirise kuresva kwe mabasa edu
nekuti pamwe mangwana - mangwana ahachauya.
chorus
teya mariva utore mari
(teya mariva)
teya mari - teya mari
(teya mariva)
usangovenga vane mari
(teya mariva)
teya mari - teya mari
(teya mariva)
teya mariva utore mari
(teya mariva)
teya mari - teya mari
(teya mariva)
usangovenga vane mari
(teya mariva)
teya mari - teya mari
(teya mariva)
tose takakanda mbesa,
dzevamwe dzikaita sesango,
chirimo ndokohwa marara,
ndaida dzimerewo.
tose takakanda mbesa,
dzevamwe dzikaita sesango,
chirimo ndokohwa marara,
ndaida dzimerewo.
ukanzwa moyo woti kwindima
(uri we nyama)
kwindi
(dzimwe nhambo iwe unokanganwa)
wonzwa kuda kuita tima
(unogodoka)
tima
(rako godo rinoda minana)
ndaona maromo mu mhino pfee
(uri we nyama)
pfee
(dzimwe nhambo iwe unokanganwa)
wonzwa kuda kuita tima
(unogodoka)
tima
(rako godo rinoda minana)
aiwa titurure kuipa muhana dzedu
aiwa tigadzirise kuresva kwe mabasa edu
nekuti pamwe mangwana - mangwana ahachauya.
aiwa titurure kuipa muhana dzedu
aiwa tigadzirise kuresva kwe mabasa edu
nekuti pamwe mangwana - mangwana ahachauya.
chorus
teya mariva utore mari
(teya mariva)
teya mari - teya mari
(teya mariva)
usangovenga vane mari
(teya mariva)
teya mari - teya mari
(teya mariva)
teya mariva utore maari
(teya mariva)
teya mari - teya mari
(teya mariva)
usangovenga vane mari
(teya mariva)
teya mari - teya mari
(teya mariva)