Amai maria Lyrics
- Genre:Dancehall
- Year of Release:2023
Lyrics
CHORUS
Amai Maria amai Maria amai Maria amai Maria mwanakomana×4
VERSE1
Makatipa mwanakomana wenyu Jesu
Kuti Ani naani vanotenda vaponeswe
Hakusi kugona KWEDU Kana kungwara KWEDU
Asi inyasha dzenyu ishe
Ndimi makawanikwa muchitirwira
Tinoziva zvanga zcatotiremera
Mamhepo erima kuda kutifushira
Asi makawanikwa muchitusunungura
VERSE 2
.............