ANOUYA Lyrics
- Genre:Gospel
- Year of Release:2023
Lyrics
ANOUYA - BWALYA X ZIZWE
...
Anouya, Anouya Hunde ari pamsuwo. Anouya, Anouya Hunde ari pamsuwo.
Anouya, Anouya Hunde ari pamsuwo. Anouya, Anouya Hunde ari pamsuwo.
Ziwoneso zekuuya, zino ziri kuitika,
Toona nekukasika, musi wakanaka.
Pamsuwo po Pamsuwo, Hunde ari pamsuwo.
Musanagise pasipo, kuti kusine dambudzo,
Dakara muponesiwo, Auye pasipo,
Pamsuwo po Pamsuwo, Hunde ari Pamsuwo.
Mambo aripo pamsuwo, iye wafa pamchinjiko,
Asi unouya, zino kutora vakevo,
Pamsuwo po pamsuwo, hunde ari pama uwo.
Anouya, Anouya Hunde ari pamsuwo. Anouya, Anouya Hunde ari pamsuwo.
Anouya, Anouya Hunde ari pamsuwo. Anouya, Anouya Hunde ari pamsuwo.