Ubuntu Lyrics
- Genre:Hip Hop & Rap
- Year of Release:2023
Lyrics
What ever happened to the spirit of Ubuntu
What happened to the spirit
I know that you can feel it
Ndirimunhu urimunhu, saka
Ndinofanira kukudza hama dzangu
Ndirikuedza, kuunza
Vanhu vangu, vanhu vese
We gotta get it right, and face the world pamwechete
Asi handikwanise kuzviita kana ndega
So it's only right, that we reunite all together
Now
Saka, ndirikuedza
Kuisa everybody together
Ndiriktaura saka terera
Mirira, mamela
I'm thinking of the days kumusha weather
Muribo nenyama never been better
Chikafu chapera
Woah,
Coming out the BUL
Where the people buy and sell
The earth is red where ropa fell
Paropa rakadonha
Mhuri yangu diaspora
She asked me if I had to jump the border
I just ignored her
Fresh out the motherland, woah
Got the keys to the city, piano
Mzansi, call that rainbow
Whether it's sadza, or pap mazita rimwe chete
Xhosa, Shona kana kuti Ndebele tiripamwechete
What happened to the spirit of Ubuntu
What happened to the spirit
I know that you can feel it
Ndirimunhu urimunhu, saka
Ndinofanira kukudza hama dzangu
Ndirikuedza, kuunza
Vanhu vangu, vanhu vese
We gotta get it right, and face the world pamwechete
Asi handikwanise kuzviita kana ndega
So it's only right, that we reunite all together