
Vaudze ft. Heavy Gun Lyrics
- Genre:Hip Hop & Rap
- Year of Release:2023
Lyrics
Yeah man
Gully
Hungwe
Gun once again
It's Kuda
Captain
Yah
Once again
Vaudze nguva handisi kutambisa
Kanda ngoma vanhu ndovajambisa
Tarenda rangu ndichishandisa
Ndotoita zvakanyanyisa
Hapana nguva yekutambisa
Kanda ngoma vanhu ndigojambisa
Tarenda rangu ndichishandisa
Saka faka pressure zvakanyanyisa
Zvakanyanyisa ndini ndichidadisa
Moto moto wakazara wazobakisa
Zvakanakisa ndisu tichivharisa
Musiki all the time achizadzisa
Saka iyi ndiyo yangu nguva
Ndoita zvandokwanisa nezvese zvandapuhwa
Kusvika kumagumo iwe iti shuwa
Ndopane yese nemoyo wese
Flow highly flammable
So nice and capable
Got you feeling magical
What more they asking for
As I intensify let the mula multiply
Pamangoma I'ma do this till the day I die
Vaudze nguva handisi kutambisa
Kanda ngoma vanhu ndovajambisa
Tarenda rangu ndichishandisa
Ndotoita zvakanyanyisa
Hapana nguva yekutambisa
Kanda ngoma vanhu ndigojambisa
Tarenda rangu ndichishandisa
Saka faka pressure zvakanyanyisa
Nuh waste time ndakushanda kunge watch
Everyday mustreet ndichingotsvaga mupatch
Papi pacho, Kuda tisu anhu acho
Shanda kusvikira ndakuzivikanwa neVersace
Kwete yefake, hapana mabrake
Mabhebhi akundiita take take
Vada kundidya kunge masnacks
Staera check
Talent check
Fashion check
Zvese check
Waste time handisi bhambi
Idle mind handisi zombie
And this time we haffi make it
Kuda we nuh hesistate
We nuh hesistate
Vaudze nguva handisi kutambisa
Kanda ngoma vanhu ndovajambisa
Tarenda rangu ndichishandisa
Ndotoita zvakanyanyisa
Hapana nguva yekutambisa
Kanda ngoma vanhu ndigojambisa
Tarenda rangu ndichishandisa
Saka faka pressure zvakanyanyisa
Heheee hapana nguva yekutambisa iwe
Yessir
Captain Heavy Gun
Here we go