
Mutoro The Remix (Raggae Version) Lyrics
- Genre:Reggae
- Year of Release:2023
Lyrics
Zvinorwadza seiko
Kukwarira mukati
Usingakwanise kutaura
Ungafadzwe neiko
Uchishanda nesimba
Pasina kana chinobuda
Kushanda ndinoshanda ishe
Ndoda kuonawo zvinobatika
Kushanda ndinoshanda mwari wangu
Itai simba renyu samatenga
Inga ndinoshanda mwari
Inga ndinofamba ishe
Dai mati rerutsira mutoro
Tiwedzerei simba renyu kubva kumusoro
Patinomuka mangwanani munotivhurirawo nzira
Munotijekesera nepese patinotsika
Iwai nawo avovanotengesa pamusika
Totenda nemi ishe nekuti kumberi
Tinosvika
Vanobvisa mimba nekushaya kuriritira
Zvakutoda kushanda nekudikitira
Chawawana gukuchira
Zvotoda kushingirira
Ndimwari chete vanotiriritira oh
Kushanda ndinoshanda ishe
Ndoda kuonawo zvinobatika
Kushanda ndinoshanda mwari wangu
Itai simba renyu samatenga
Inga ndinoshanda mwari
Inga ndinofamba ishe
Dai mati rerutsira mutoro
Tiwedzerei simba renyu kubva kumusoro
Tinotenda ne rimwe zuva ramatipa
Samatenga
Ndimi ishe tenzi wemasimba
Zarurai nzira tione zvinobatika
Zvirwere zvatekeshera nenyika
Hazvichabatika
Oh tayaura ishe wangu tenzi
Tinoshanda nesimba
Oh mwari tayaura ishe wangu
Ah ndimi munotipa makomborero
Kushanda ndinoshanda ishe
Ndoda kuonawo zvinobatika
Kushanda ndinoshanda mwari wangu
Itai simba renyu samatenga
Inga ndinoshanda mwari
Inga ndinofamba ishe
Dai mati rerutsira mutoro
Tiwedzerei simba renyu kubva kumusoro
Zvinorwadza seiko
Kukwarira mukati
Usingakwanise kutaura
Ungafadzwe neiko
Uchishanda nesimba
Pasina kana chinobuda
Kushanda ndinoshanda ishe
Ndoda kuonawo zvinobatika
Kushanda ndinoshanda mwari wangu
Itai simba renyu samatenga
Inga ndinoshanda mwari
Inga ndinofamba ishe
Dai mati rerutsira mutoro
Tiwedzerei simba renyu kubva kumusoro