![Mudzimu Mukuru](https://source.boomplaymusic.com/group10/M00/12/22/89bac1de0e604024bd41741fd01f8a18_464_464.jpg)
Mudzimu Mukuru Lyrics
- Genre:Reggae
- Year of Release:2022
Lyrics
Zvawakauraya vana vako,
Tarisa vevamwe vanofara
X 2
Mudzimu Mukuru chirege chinya
Mudzimu Mukuru chirege chinya
X 2
Vamwe vanemota
Vamwe vanedzimba dzakanaka
Vamwe vanezvigayo
Vamwe mutambarakede!
Hona ndazoverombee iherere hiya
Ini ndazoverombee iherere iya hoye
Haiwa ndazoverombe iherere hiyaaa
Haiwaiwaa!!!
Brass
Vamwe vanendege
Vamwe vane mapurazi
Vamwe vanema cellphones
Vamwe vanezvikepeee!
Hona ndazoverombeee
Ini ndazoverombee
Chiona ndazoverombeee
Haiwa ndazoverombeee hoohiyaa
Brass
Zvawakauraya vana vako
Tarisa vevamwe vanofara ava
Zvawakauraya vana vako iwee
Tarisa vevamwe vanofara
Mudzimu Mukuru chirege chinya
Mudzimu Mukuru chirege chinya
Mudzimu Mukuruwee chirege chinya
Mudzimu Mukuru chirege
Hoo chirege chinya
Iwe chirege chinya….
The End.
—————————————