
Mercy Lyrics
- Genre:Hip Hop & Rap
- Year of Release:2022
Lyrics
Mfana wemaStory adzoka
Yeah
Chinzwa story
Sunday she be preaching
Monday, intercession
Tuesday aripa session, not even kidding
Thursday arimukitchen, lovey dovey, tevera sequence
Weekend she be cheating, she be bitching
Ma hoes haana kana mercy
Anok'tamba bhora kunge Messi
Ma hoes haana kana mercy
Anok'tamba bhora kunge Messi
Ma hoes haana kana pressure
Only need em' when it's leisure
Asi ndo danger
Ndo danger
Chinzwa Story
Hapana kana story
Kana mface wangu naye aitokanda story
Kana maneighbours nawo aitoziva story
But people are heartless, people are evil
Vaingonyarara vachiziva
Kuti
Sunday she be preaching
Monday, intercession
Tuesday aripa session, not even kidding
Thursday arimukitchen, lovey dovey, tevera sequence
Weekend she be cheating, she be bitching
Ma hoes haana kana mercy
Anok'tamba bhora kunge Messi
Ma hoes haana kana mercy
Anok'tamba bhora kunge Messi