- Genre:Hip Hop & Rap
- Year of Release:2020
Lyrics
Chinhu ndechako ichichi
Toswera tichikuudza kuti ndechako chinhu ichi
Tora chinhu chako ichichi
Gen'a rese riripo apapa ririkungotedzera iwewe
Hapana chinyuwani
Ndosaka rese, chii? Rakatsva. Urikuipiwa?
Ndiwe wakavapa blueprint
Ndiwe wakaisa tsono, wakaisa shinda mutsono
Vakatanga kuziva kuti shinda inopinda sei mutsono
Vese vakungobora ipapo
Vakatongoona kuti zvinoitwa sei
Ndiwe wakatovaratidza nzira yekufamba nayo
see lyrics >>Similar Songs
More from Paintafresco
Listen to Paintafresco Blame Me MP3 song. Blame Me song from album Brush Strokes (EP) is released in 2020. The duration of song is 00:03:22. The song is sung by Paintafresco.
Related Tags: Blame Me, Blame Me song, Blame Me MP3 song, Blame Me MP3, download Blame Me song, Blame Me song, Brush Strokes (EP) Blame Me song, Blame Me song by Paintafresco, Blame Me song download, download Blame Me MP3 song