![Ndoparara](https://source.boomplaymusic.com/group10/M00/09/10/68eba5435bfb4b92b0247ef083172252H3000W3000_464_464.jpg)
Ndoparara
- Genre:Others
- Year of Release:2024
Lyrics
Ndoparara - Denzel
...
zverudo hazvidi pride ndosaka ndazvidzora ukandisiya babe ndingabongomora ndiwe wandapa moyo wangu chero ukasatora , ukandisya chero pasi ndozvinyora
ukandisiya ndiri ndega ndoparara ndoparara×4
usandisiye ndiri ndega kna zvaigona ndapfugama ndabeggar babe ndinongoda iwewe uri wega hakuna mumwe andife ndakurega
wakandipei I always say kti pamwe mupfuhwira buh I Don care I won't change inzwa Maidei ukandisiya then ndichazoit sey
ukandisiya ndiri ndega ndopara ndoparara×4
zvatakavimbisana paye paye paye paye ukandisya ndiri ndega ndoparara
ndikati ruoko rwangu babe usandisye ukandisya ndir ndega ndoparara ndoparara
hey pahe vamwe vasikana ndakasarudza iwee ukadisiya ndir ndega ndoparara ndoparara
handiikusiiyeeeee uri shamhu yemoyo wangu pandotadza unondidzora ndocheneruka nyangwe mafuta ndazora usipo ndinoona horror ndoparara
usandisiye ndiri ndega ndoparara ndoparara ukandisy ndir ndega ndoparara ndoparara
see lyrics >>Similar Songs
More from Denzel
Listen to Denzel Ndoparara MP3 song. Ndoparara song from album Ndoparara is released in 2024. The duration of song is 00:03:01. The song is sung by Denzel.
Related Tags: Ndoparara, Ndoparara song, Ndoparara MP3 song, Ndoparara MP3, download Ndoparara song, Ndoparara song, Ndoparara Ndoparara song, Ndoparara song by Denzel, Ndoparara song download, download Ndoparara MP3 song
Comments (4)
New Comments(4)
171541098
Tadiwanasheniputamiliwa
mr hyper mosota eishy[0x1f623][0x1f623][0x1f623][0x1f623][0x1f623]
Rodney Chanetsa
Mr hyper ❤️❤️❤️
haaa Tapiwa kuseri ,ukandisiya ndiri ndega ndoparara haaa une voice uuuu mwaaaaaa