![Tichidanana (Pagomba Riddim)](https://source.boomplaymusic.com/group10/M00/03/25/ff9cd38689044870a500ad62272fed26_464_464.jpg)
Tichidanana (Pagomba Riddim)
- Genre:Others
- Year of Release:2024
Lyrics
Taka tombotanga tichidanana rudo rwuchinaka tichi dyanana
Tai sheyana tichi panana handinakumbo gaya tichasiyana
Vanhu vaitiona tichi onana vaingoti "ava vakabatana"
Asi manje taka zongosiyana zvinhu kutosvika pakutukana
Kwese taienda tese hapana kwandaienda ndega
Zvese taiita tese hapana zvandaiita ndega
Ndaive murudo ndichidanana ndega
Akandisiya murudondichidanana ndega
Taka tombotanga tichidanana rudo rwuchinaka tichi dyanana
Tai sheyana tichi panana handinakumbo gaya tichasiyana
see lyrics >>Similar Songs
More from B1
Listen to B1 Tichidanana (Pagomba Riddim) MP3 song. Tichidanana (Pagomba Riddim) song from album Tichidanana (Pagomba Riddim) is released in 2024. The duration of song is 00:02:43. The song is sung by B1.
Related Tags: Tichidanana (Pagomba Riddim), Tichidanana (Pagomba Riddim) song, Tichidanana (Pagomba Riddim) MP3 song, Tichidanana (Pagomba Riddim) MP3, download Tichidanana (Pagomba Riddim) song, Tichidanana (Pagomba Riddim) song, Tichidanana (Pagomba Riddim) Tichidanana (Pagomba Riddim) song, Tichidanana (Pagomba Riddim) song by B1, Tichidanana (Pagomba Riddim) song download, download Tichidanana (Pagomba Riddim) MP3 song