
Munhu wenyama
- Genre:Hip Hop & Rap
- Year of Release:2023
Lyrics
Munhu wenyama - Bling4
...
Hummm4 pane pandosvika pane pandogumira pane pandoshaya plan pane pandogumira ndine zvandovhika nezvinondikurira asi kazhinji kacho pfungwa dzondifurira ndozopedzisira ndaakuita zvandisngade kuita ndozopedzisira kusvika kwandisngade kusvika ndozopedzisira ndakunwa apa ndisngade kunwa make sure every weekend handirare kumba handis perfect ndirimunhu wenyama ndinomboshaya patience ndomboita wrong move ndozoona ltr kuti ndabhaizaa imbomover tufast ndozoona ltr kuti ndabaiwa yah but handizodzokorodzi same mistake yandakaita handitarise vanhu vanozongosvika pawanoswitcher ende handiiRevenge …. Ndotaurira mwari wachaziwa zvawachaita yah pane pandichasvika pane pandinogumira pane pandoshaya plan pane pandogumira Ndine zvandovhika nezvinondikurira asi kazhinji kacho pfungwa dzinondifurira ndozopedzisira ndakuita hunhu wandisngade kuita ndozopedzisira ndakusvika kwandisngade kusvika ndozopedzisira ndakunwa apa ndisngade kunwa make sure every weekend handirare kumba ndingori ghetto yut rikutsvagawo pekubuda napo chandonamatira ndechekut Mwari andivhenekere ndisarasike nzira yekufamba nayo pandinopinda mustreet ndichingwavha madhiri ndichipluser kutsvagawo chekubuda nachoo ndakasangana nezvakawNda munhu anoswitcher paaneada ndisina wandotruster yeah pane ndinosvika pandinogumiraaaa!!!
By Citro
Similar Songs
More from Bling4
Listen to Bling4 Munhu wenyama MP3 song. Munhu wenyama song from album Munhu wenyama is released in 2023. The duration of song is 00:02:23. The song is sung by Bling4.
Related Tags: Munhu wenyama, Munhu wenyama song, Munhu wenyama MP3 song, Munhu wenyama MP3, download Munhu wenyama song, Munhu wenyama song, Munhu wenyama Munhu wenyama song, Munhu wenyama song by Bling4, Munhu wenyama song download, download Munhu wenyama MP3 song
Comments (2)
New Comments(2)
Miles Chives
Wakaipa unopinda fact
bless up 4 unogona my gee