
Batai Murove Lyrics
- Genre:Others
- Year of Release:2024
Lyrics
Life mahwani
Unodhija uri one
But ndati wagwan
Intimate Narratives
Batai murove mhamha
Batai murove
Moyo wangu aijagula
Ndiri ndega ndichidhabhura
Ndaimubata saQueen kuti ndiite King
Mwana aindisabhura
Kundiisa pabhenji ondipa mvura
Nemajaya muBenz achibhabhula
Ari paphone achisekerera
Ndaishaya pekubata kunge tumbler
Wainditi tiri zvikomo
Zvinopanana mhute
Murudo tichachembedzana imomo
Tichipasana bute
Hatichaita zvekudanana
Unondi texter muchitsvodana
Mukandiona ndiri murudo batai murove
Batai murove mhamha, batai murove
Mabhuku ari kurema, rudo rwaramba
Zvine kakuendwa
Achakuda zvisina tsvete ndiMai
Zvinoda kutendwa
Takutoshandisa chiporofita
Rudo zvarunoita
Ndaitenga ma flowers, kuspenda
Ndichiti ndawana senorita
Moyo wangu aijagula
Ndiri ndega ndichidhabhura
Ndaimubata saQueen kuti ndiite King
Mwana aindisabhura
Kundiisa pabhenji ondipa mvura
Nemajaya muBenz achibhabhula
Ari paphone achisekerera
Ndaishaya pekubata kunge tumbler
Hatichaita zvekudanana
Unondi texter muchitsvodana
Mukandiona ndiri murudo batai murove
Batai murove mhamha, batai murove
Uchinditambisira nguva
Waida ndipolishe guva
Zvawaida zvese ndaiita wani
Wandichinja zvandaida kuva
Ndaiva netarisiro yekupinda musvitsatsvene
Moyo nenyama zvichida
Asi pfungwa dzaramba kuvimba newe
Hapachade moyo
Vanokuda kana uine chaunokwanisa kuvapa
Vanhu ava matsotsi
Vachinge vatora zvavanoda
Vanokusiya uri poshi
Wainditi tiri zvikomo
Zvinopanana mhute
Murudo tichachembedzana imomo
Tichipasana bute
Hatichaita zvekudanana
Unondi texter muchitsvodana
Mukandiona ndiri murudo batai murove
Batai murove mhamha, batai murove
Danana
Tsvodana
Batai murove mhamha
Batai murove