
KunaMwari kudenga Lyrics
- Genre:Others
- Year of Release:2024
Lyrics
Vasiye vakutuke
Vasiye vakuseke
Nerimwe zuva vachanyara vega
Vazonyarara wani
Vazonyarara vegax2
Vasiye vakusvore, rega valadaro
Mwari wandinonamata anoona
Mwari wandinonamata anopa
Nhasi ndiwe
Mangwana ndini
KunaMwari kudengax4
Haakotsire
Mwari wandinonamata anoona
Mwari wandinonamata anopa
Nhasindiwe
Mangwana ndini
Kuna Mwari kudenga x3
Hakotsire
Mwari wandinonamata anoona
Mwari wandinonamata anopa
Kuna Mwari kudengax3
Haakotsire
Mwari wandinonamata anoona
Mwari wandinonamata anopa