
Mukubuda kwaro Lyrics
- Genre:Hip Hop & Rap
- Year of Release:2024
Lyrics
Your king is here
The big voice
Mista Nextlevel
Mbudzi Mbudzi
Mukubuda kwaro
Mukubuda Kwaro
Mwari hatingarambe
Tirivanhu venhamo
Zvavanoitawo
Tinozvidawo
Ngavasatirwise muhana dzavo
Pane zvatinoda zvinoramba kuita
Havanyurure munhu vanotora ma Picture Havazvinzwisise zvinhu Zvino ndivinga
Manje mweya wangu
Havafe vautenga
Dzingori shungu
Nemaprayers amasiviva
Tinotenda Mai vangu
Vaiyera dziva
I learnt the hardest way
Yaaah takatamba tsiva
Kwatinobva hativanze
Takarwadziwa
Ndairara muchando
Ndisina gumbeze
Ndichiyerera dzihwa
Uchiti I will give up nhasi
Ukunyepa dhiya
Tinoswerera punch bag
Tichipukuta Ziya pamurimese
Hapana anokunda Bernard Dheya
Ndoshuwira kuti
Zvitange zvinhu zviya
Ndoputika circle
Rese rotanga kundiziva
Ndichitenga ma shampompo
Ndichisunga dhobho
Ndane goridhe mumazino
Faneke Dough boy
Passport ndondinda
Ndoenda Namibia
Ndine imwe performance
Na Sena ku India
Doing business
Nema artist eku Nigeria
Ndiyo life yandirikuda waiziva
Mukubuda kwaro
Mukubuda Kwaro
Mwari hatingarambe
Tirivanhu venhamo
Zvavanoitawo Tinozvidawo
Ngavasatirwise muhana dzavo
Pane zvatinoda zvinoramba kuita
Havanyurure munhu
Vanotora ma picture
Havazvinzwisise zvinhu
Zvino ndivinga
Manje mweya wangu
Havafe vautenga
Even when we under pressure
We open fire
Pfuti dzangu dzinoimba
Faneke ku choir
Ukuchiti hatisvike
Isai ma wayawaya
I am a gentle man
I will give you what you require
Ndoda ma bodyguard
Ndoda pfuti latest version
Kwandinobva vamwe
Vanotofira ku session
Vationa tikusumuka
Vakuda ku developa tension
Vaudze vari basic
Basic kunge ku percussion
I thank God ndiri Gee
Ndotenda Mwari ndiri Badman
Dai ndirini iwewe
Dai ndichitotya everyone
But inini ndini
Ndenge ndisingambotye anyone
Ndenge ndichi defenda
Ndiripa window
Ndine machine gun
Bara rakakura kunge chigunwe
Cha great Kali
Moko rangu bhobho
Moko Rangu rinenge Sally
Worse pandofonera
Arnold na Bally
Some more big guns
This amazing Military
Vaudze ndiri magetsi
Vaudze ndiri mheni
Hanzi vanondimisa
Venge vadira Codaine
Waunotemba naye
Ndinomu henga ne cheni
Bara kumeso kwako
We are blurring your vision
Mukubuda kwaro
Mukubuda Kwaro
Mwari hatingarambe
Tirivanhu venhamo
Zvavanoitawo
Tinozvidawo
Ngavasatirwise muhana dzavo
Pane zvatinoda zvinoramba kuita
Havanyurure munhu vanotora ma Picture Havazvinzwisise zvinhu Zvino ndivinga
Manje mweya wangu
Havafe vautenga