![Ndini](https://source.boomplaymusic.com/group10/M00/12/02/95c5d8301c8b4e42b70efe59ee603159_464_464.jpg)
Ndini Lyrics
- Genre:Others
- Year of Release:2023
Lyrics
Vachakuudza kuti
Handizi right
Handivableme
Ndizvo zvandaiva
Ratove drama
Kuda kunzwisisa
No no oh no no no no
Ndiri wenyama
Chokwadi ndine past
Ndakaravira Ndakamboshooter last
Ndikabata pakawanda ndigare Ndakuonesa baby
Aive player wacho
Ndini
Akavapa loss wacho
Ndini
Aiva siya vari lonely wacho
Ndini
Ndini
Ndini
Ndini
Aimbovatsoma wacho
Akavatenderedza wacho
Akazongokura wacho
Ndini
Ndini
Ndini
Ndini
Yeah yeah
Chinzwa ka
Baby zvakapfuura pfuura
Chinzwa ka iwewe
Baby zvakapfuura pfuura
Chinzwa ka
Baby zvakapfuura pfuura
Chinzwa ka
Iwewe
Baby zvakapfuura pfuura
Chinzwa
I can never lie to you
Hona ndozvazviri
Handirarame
Ka 2 no baby
Ende mabhiza ndakafuudza
Murudo ndakabirira
Ndigare ndakuudza
Oh no no no
Vachakuvhunza Emma
Kuti washinga kutogara Negevha
Ende vachandibuka
Yes it might be true so Ndigare ndakuudza
Aive player wacho
Ndini
Akavapa loss wacho
Ndini
Aiva siya vari lonely wacho
Ndini
Ndini
Ndini
Ndini
Aimbovatsoma wacho
Akavatenderedza wacho
Akazongokura wacho
Ndini
Ndini
Ndini
Ndini
Yeah yeah
Chinzwa ka
Baby zvakapfuura pfuura
Chinzwa ka
Iwewe
Baby zvakapfuura pfuura
Chinzwa ka
Baby zvakapfuura pfuura
Chinzwa ka
Iwewe
Baby zvakapfuura pfuura
Chinzwa