Wakarimira Vamwe Lyrics
- Genre:Others
- Year of Release:2015
Lyrics
Wakarimira Vamwe - Leonard Zhakata
...
nehuwandu wedumuchiona kudai tirimucherero yerudo
nhaizvozvo tisakanganwe kuti kunze uko kune marinda erudo
nyaya yekusavimbika nekusatendeseka pindirai Jehovah
zvinorwadza sei kufiririra pasina
zvikofadza sei kuti wangu ndewangu ko nyika kusenge totenda kuti chako ndechawamedza kwete anofunga nekuchivazve nhai nhai
chiiko chirikuitika ichi
zvinorwadza sei kufiririra pasina
munboziva here kuti pamwe pacho marwadzo erudo anokunda eurwere
kutoda chiremba
wabhowekana pamwe urikure wafunga wako kugaya wako
kuronga kwose une wako mupfungwa
wafunga wako kugaya wako asi
zvese izvi hapana achaona
ziso rake raringa mumwe
chakanaka chiye hakuna achaona mwoyo wake wafuratira
chawagona chaicho hakuna achayemura wako uye araira rudo rweumwe
munengwe dofo parudo gamba dova mangwanani mombe runzi inosiya pane maguta
wakati zvandadyara pakaorera nhaka ndinokohwa zveupenyu hwese gamba chawagona hapana wakarimira vamwe wakarimira vamwe hama wakarimira vamwe hona wakarimira vamwe hona wakarimira vamwe hona
wakarimira vamwe
nhai hama ndiani unemoyo usina kumboita chironda cherudo nhai hama ndiani unemoyo usina kumboita chironda cherudo
nekuti wanunoda chaiye unotongomutyira unotongomurwadirwa